Book Your Summer Shop NowBook Your Summer Shop Now

Shavi Rechikadzi

Paperback
$18.00
Promotion message icon

Premium Members save an extra 10% and all Members collect stamps to save with Rewards. 10 stamps = $5. Learn More

In stock
This item is currently out of stock online.
Free standard shipping on orders over $60
Select a store to view item availability.

Shavi Rechikadzi

Zimbabwe Music & Arts Awards (ZIMAA) 2016 Best Fiction Book of the Year

Vakuru vakati, Chinokanganwa idemo, asi muti wakatemwa haukanganwi. Panotanga kupera vakomana vechikwata chaizvidaidza nezita rekuzvitsutsuma rekuti The Flava Crü, vanhu vanotadza kunzwisisa kuti zvauya sei. Chainyanyonetsa mapurisa ndeche kuti vakomana ava vaita sevaurawa negaranyanya rine nzwara dzino pinza, asi chiri chikara chavaitadza kudoma. Nyangwe panotanga kufawo vabereki vevakomana ava, pamwe ne...